Master KG & Jah Prayzah – Kusina Mai Lyrics

Master KG & Jah Prayzah – Kusina Mai Lyrics

Master KG & Jah Prayzah reached the depth of our soul with their newest release called “Kusina Mai.” Need to lyrics to this heavy new banger? Worry not as we have got you covered.


Advertisement



Lyrics
Zimweya mweya
Hmmm Mini indarikoniwa
Zvaitoda mbuya nedhanda
Haa ndonzwa kurova Kwehana
Hmmm, hiye hoo
Haa iye hiye hoo
Zvaitoda mbuya nehanda
Ndega ndonzwa kurova Kwehana
Hiye hiye hoo(x2)
Zvaakutoda mbuya nehanda
Kana mesiya
Ndega ndonzwa kurova Kwehana
Hakuendwe kusina amai
Simba rangu riri munzvimbo yandakayama
Hakuendwe kusina amai
Mangwana uchada kudzoka matsa kwawahwa
Hakuendwe kusina amai

Simba rangu riri munzvimbo yandakayama
Hakuendwe kusina amai
Mangwana uchada kudzoka natsa kwawahwa
Wodemba -demba
Woehema-ehema
Waneta kudana mukoma
Harifambike sango iwe
Harifambike sango here?
Wodemba -demba
Woehema-ehema
Waneta kudana mukoma
Harifambike sango Iwe
Harifambike sango here?
Hiye hiye hoo(x2)
Harifambike sango Iwe
Harifambike sango here?
Hiye hiye hoo (x2)

Harifambike Sango iwe
Harifambike sango here?
Haune zivo yoko mwanawe
Hakune rwiyo rwaunobvumira
Hakuna rurimi rwaunotaura
Hakuna weko waunoyeuka
Haune zivo yoko mwanawe
Hakune rwiyo rwaunobvumira
Hakuna rurimi rwaunotaura
Hakuna weko waunoyeuka
Hakuendwe kusina amai
Simba range riri munzvimbo yandakayanwa
Hakuendwe kusina amai
Mangwana ucbada kudzoka natsa kwawabva
Hakuendwe kusina amai
Simba rangu riri munzvimbo yandakayama
Hakuendwe kusina amai
Mangwana uchada kudzoka natsa kwawabva
Wodemba-demba
Woehema-ehema
Waneta kudana mukoma

Harifambike sango Iwe
Harifambike sango here?
Wodemba-demba
Woehema-ehema
Waneta kudana mukoma
Harifambike sango iwe
Harifambike sango here?
Hiye hiye hoo(x2)
Harifambike sango Iwe
Harifambike sango here?
Hiye hiye hoo (x2)
Harifambike sango Iwe
Harifambike sango here?
Haune zivo
Hakune rwiyo
Haune zivo
Rurimi rwamai

Tags: ,



Related Posts

Be the first to comment

Leave a Reply

Your email address will not be published.


*